Apostora Johani akaprofita kuti Mweya noMwenga chete ndivo vanokwanisa kupa vanhu mvura yeupenyu. Tinokwanisa kuziva kuti Mweya noMwenga ndivanaani kubudikidza nekuongorora mashoko ari muBhaibheri; Mwari akasika murume nomukadzi nomufananidzo waMwari uye Jerusarema riri kumusoro ndivo Mai vedu sezvakanyorwa mubhuku raVaGaratia.
NdiBaba Kristu Ahnsahnghong, vakauya saMweya, uye naMwari Mai.
Kereke yaMwari Nzanga YeVhangeri YePasi Rose ndimo umo Mwari Baba naMwari Mai vanodaidza vanhu kuti vauye kuzogamuchira kuregererwa kwezvivi, upenyu husingaperi, neruponeso. Chikonzero chinoita kuti kereke iyi ishandise mazita ekuti “Baba”, “Mai”, “Mukoma”, uye “Hanzvadzi” ndechokuti vanhu vose inhengo dzemhuri yekudenga. Mwari ndiBaba vedu naMai vedu.
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi.
Zvakazarurwa 22:17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy