Hapana munhu pakati pevanhu vazhinji venyika anokwanisa kururamiswa naMwari kana kugamuchira ruponeso kana kuregererwa kwezvivi kana chipikirwa chekuva muprista weumambo kunze kwekunge agovera muPasika yeSungano Itsva iyo Jesu akavamba neropa rake rakadeurwa pamuchinjikwa.
Sezvo tisingakwanisi kuva neupenyu tisina kudya nokunwa nyama yaMwari neropa raMwari, Kristu Ahnsahnghong akauya kechipiri, akadzoreredza Pasika iyo yakaparadzwa muna AD 325, uye akapupura pamusoro paMai veKudenga Jerusarema, chitubu cheupenyu kune vanhu.
Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu, asi neropa rinokosha raKristu, iro gwayana risina charingapomerwa uye risina kuremara.
1 Pet 1:18–19
Naizvozvo Jesu akati kwavari, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri mukasadya nyama yoMwanakomana womunhu nokunwa ropa rake hamuna upenyu mamuri.”
Joh 6:53
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy