MuTestamende Yekare, vaIsraeri vakaponeswa kubudikidza neropa regwayana rePasika. Izvi zvinoratidza kuti avo vane ropa raJesu, uyo akauya seGwayana rePasika, vanokwanisa kuponeswa uye avo vasina ropa rake mavari vachawirwa nenjodzi.
Patinogovera mumutambo mutsvene wePasika wekudya nyama yaMwari nekunwa ropa rake, njodzi dzinotipfuura nekuti Mwari ari matiri. Pamusoro pazvo, tinokwanisa kusimbiswa sevana vaMwari Baba naMwari Mai.
“Mweya amene anopupurirana noMweya wedu kuti tiri vana vaMwari.” VaRoma 8:16
Ani naani anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu achava noupenyu husingaperi, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira. . . . Ani naani anodya nyama yangu uye anonwa ropa rangu anogara mandiri, neni maari. Johani 6:54–56
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy