Kufanana naJesu Kristu akadzika pasi pano kubva kudenga uye akakwira kudenga, vanhu vanotenda muna Mwari panyika pano vanofanirawo kudzokera kudenga. Chinodiwa kuti tipinde muumambo hwekudenga kugamuchira upenyu husingaperi.
Vanhu vanokwanisa chete kuenda kudenga uko kusina rufu kana vachinge vagamuchira upenyu husingaperi hwakavimbiswa naMwari. Upenyu husingaperi hwakatenderwa kune avo chete vanodya nyama yaJesu nokunwa ropa rake kubudikidza nePasika yeSungano Itsva.
Hazvinei nokuti kutenda kwedu kwakakura zvakadii, hatikwanisi kugamuchira upenyu husingaperi kunze kwekunge tachengeta Pasika.
Kereke yaMwari ndiyo yoga kereke pasi rose inochengeta Sungano Itsva.
Naizvozvo regai kurasa kusatya kwenyu, kuno mubayiro mukuru. Munofanira kutsungirira kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari mugogamuchira zvaakavimbisa.
VaHebhuru 10:35–36
Uye izvi ndizvo zvaakativimbisa, ihwo upenyu husingaperi.
1 Johani 2:25
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy