Mwari akatigadzirira mibayiro mizhinji kudenga uye akati, “Ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.”
Avo vakashanda nesimba vachagamuchira mibayiro mikuru: Mubayiro weKuteerera wakapiwa kuna Noa uyo akaponeswa kubudikidza nekuteerera shoko raMwari, Mubayiro weMwoyo Murefu wakapiwa kuna Mozisi, Mubayiro weKutenda wakapiwa kuna Abhurahama, Mubayiro weKuziva Zvakakosha wakapiwa kuna Jakobho uyo akaziva kukosha kwemaropafadzo. Mubayiro weMurwi Mukuru, Mubayiro weUshingi, Mubairo weKuvimbika, uye Mubayiro weChido.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy