Hapana chinhu panyika chinogona kurarama pasina mvura. Nenzira imwecheteyo, kana mweya yedu ikasapiwa mvura yeupenyu—shoko raMwari, tichatambura nenyota yemweya uye tichaparara pakupedzisira.
MuBhaibheri, zvakanyorwa kuti Mweya neMwengaVanopa mvura yeupenyu. Pano, Mwenga ndiMwari—tsime remvura yeupenyu, kwete kereke kana kuti vatendi. MuKereke yaMwari chete, iyo inotenda muMweya neMwenga— Jesu akauya kechipiri Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai—vakauya panyama munguva ino, ndipo patinogona kuwana mvura yeupenyu.
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi. Zvakazarurwa 22:17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy