Mwari akati aizoshandisa mazita matatu kusvika pakuguma kwenyika—zita raBaba, Mwanakomana, uye Mweya Mutsvene; munguva yaBaba, akanga ari Jehovha, uye munguva yeMwanakomana, akanga ari Jesu.
Jesu akatizivisa kuti zita rake idzva raizoonekwa mune ramangwana, uye kuti raizopiwa vatsvene chete vachaponeswa. Zita idzva raJesu ndiro zita raMwari munguva yeMweya Mutsvene.
MuKereke yaMwari chete ndipo patinogona kuziva zita idzva raJesu, kureva kuti, zita reMweya Mutsvene, uye tobhabhatidzwa muzita raBaba, reMwanakomana, neroMweya Mutsvene kuti tifambe munzira yeruponeso.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy