Mwari akaropafadza zuva reSabata pakutanga akariita dzvene, akarigadza somurairo wechina weMirairo Gumi munguva yaMozisi; zuva reSabata murairo waMwari watinofanira kuchengeta kusvika pakuguma kwenyika.
Jesu akatidzidzisa kuti tinofanira kuchengeta zuva reSabata riri dzvene kusvikira pakuguma kwenyika achiti, “Nyengeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuitika neSabata,” saka hazvina kunaka kuramba tichiti hapana chikonzero chekuchengeta zuva reSabata munguva dzeTestamente Itsva uye zvinopokana nedzidziso dzaJesu.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy