Munguva yekusika yemazuva matanhatu, Mwari akasika zvipfuyo nemhuka dzesango uye pakupedzisira akasika Adhamu naEvha pazuva rechitanhatu. Izvi zvaive zvekupupura nezvaAdhamu naEvha Vechiprofita—Mweya neMwenga vachaonekwa munguva yeMweya Mutsvene kuti vape vanhu mvura yeupenyu.
Kereke yaMwari inotenda muna Adhamu wekupedzisira, Kristu akauya kechipiri Ahnsahnghong, uye Evha wekupedzisira, Mwari Mai.
Asi rufu rwakabata ushe kubva panguva yaAdhamu kusvikira panguva yaMozisi, kunyange pamusoro paavo vasina kutadza nokudarika murayiro, sezvakaitwa naAdhamu, akanga ari mufananidzo wouyo akanga achizouya. VaRoma 5:14
Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose. Genesisi 3:20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy