Kereke yeKutanga, iyo yaitenda muna Jesu saMwari uye yakachengeta uye ichiparidza sungano itsva, yakanga yaionekwa seyenhema kubva pamaonero evaJudha, asi kubva pamaonero aMwari, yaive kereke yechokwadi.
Bhaibheri chete ndiro mwero wekutsaura nhema. Kereke ipi neipi inobatirira kudzidziso dzakaitwa nevanhu dzisingawanikwi muBhaibheri ndeyenhema chose uye pakupedzisira ichaparadzwa.
Nhasi, kereke yoga inochengetedza chokwadi chesungano itsva chakagadzwa naJesu makore 2 000 apfuura, kusanganisira Sabata nePaseka, iKereke yaMwari.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy