Kufanana neavo vaitenda jiyosendiriki thiyori kwemakore angangoita 1,400 vaisakwanisa kugamuchira hiriyosendirizimu zviri nyore, vanhu vari kupepereka vachienda kure nenzira yeruponeso sezvo vasingatendi chokwadi chiri pamusoro paMwari Mai, icho Mwari akadzidzisa vanhu kuburikidza neumboo hwakawanda huri muBhaibheri.
Kungofanana nekushanduka kwemvura nokurembera kwenyika pasina chinhu, zvakanga zvakanyorwa muBhaibheri makore 3 500 apfuura, chiri chokwadi, umboo hweBhaibheri hwekuti Mwari Mai vanotungamirira vanhu kudenga ndehwechokwadi. Ichi ndicho chikonzero vatendi veKereke yaMwari vari pasi rose vachitenda muna Mwari Mai.
Ipapo Mwari akati, “Ngatiite munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, . . .”
Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.
Genesisi 1:26–27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy