Bhaibheri ibhuku rinopupura nezvaMwari. Zvisinei, Bhaibheri rinopupura nezvaMwari Mai pamwe chete naMwari Baba. Maruva, miti, shumba, hove dzemunzvimbo dzinopisa, nevanhu vanogamuchira upenyu hwavo kuburikidza nanamai vavo. Saizvozvowo, upenyu hwedu hwemweya hunopiwawo naMwari Mai.
Asi Jerusarema riri kumusoro rakasununguka, uye ndivo mai vedu. VaGaratiya 4:26
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy