Chinangwa chekutenda kwedu ruponeso rwemweya yedu. Kusunungurwa kubva murufu rwekusingaperi nekutambudzwa mugehena, izvo zvatakarongerwa kutarisana nazvo nekuda kwezvivi zvakaitwa kudenga, uye kuti tiwane upenyu husingaperi.
Kuburikidza nePasika, Mwari akapa pachena upenyu husingaperi kumweya inosiririsa yaizofa.
Kereke yaMwari ine maropafadzo akavimbiswa eupenyu husingaperi, apo vatendi vanodya Chingwa chePasika uye kunwa waini yePasika, inofananidzira nyama neropa raJesu, maererano nedzidziso dzeBhaibheri.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy