Mumazuva eSodhoma neGomora, vakuwasha vaRoti vakasangana nenjodzi nekuti vaiona yambiro yacho sekutamba. Muprofita asina kuteerera yambiro yaMwari akaurayiwa neshumba munzira. Munguva yaMozisi, matangwe emhuri dzese dzevaIjipita dzisina kuchengeta Pasika akafa. Kuburikidza nenhoroondo idzi, tinodzidza kuti tinofanira kuteerera shoko raMwari reyambiro ratakapihwa munguva ino.
Kristu Ahnsahnghong akati kuchengeta mirairo yaMwari ndiko kuda Mwari. Akatidzidzisawo kuti, sepanguva yeKubuda muIjipiti, nekuchengeta murairo wePasika chete ndipo patinogona kugamuchira chiratidzo chokununurwa munjodzi nekudzivirirwa naMwari pakati penjodzi dzekupedzisira dzakaprofitwa.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy