Bhaibheri rinoti chikonzero chinoita kuti vanhu vafe imhaka yezvivi. Zvisinei, Bhaibheri rinotiwo kana vakaregererwa zvivi, mweya yavo ichava nehupenyu husingaperi kunyange miviri yavo ichiparara.
Tinofanira kubhabhatidzwa muzita reMuponesi ane simba rekukanganwira zvivi nekupa upenyu husingaperi. Kereke chete inopa rubhabhatidzo muzita raMwari Baba, Jehovha, Mwari Mwanakomana, Jesu, naMwari Mweya Mutsvene, Kristu Ahnsahnghong, iKereke yaMwari.
Uyo anokunda ndichamuita mbiru mutemberi yaMwari wangu. Haazombobudimo. Ndichanyora paari zita raMwari wangu nezita reguta raMwari wangu, Jerusarema idzva, riri kuburuka richibva kudenga kuna Mwari; uye ndichanyorawo paari zita rangu idzva. Zvakazarurwa 3:12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy