Mushure mekuparadzwa neRoma muna 70 AD, Israeri yakadzungaira pasi rose isina nyika kwemakore 1900, kusvika yawana rusununguko muna 1948 nenzira inoshamisa.
Zvichienderana nechiprofita chemuonde, Kristu Ahnsahnghong akagara pachigaro chaDhavhidhi muna 1948 apo Israeri yakawana rusununguko. Ndiye Kristu Akauya Kechipiri .
“Zvino dzidzai chidzidzo ichi kubva pamuonde: Panopfava matavi awo uye mashizha awo otungira, munoziva kuti zhizha rava pedyo. Saizvozvowo, nemiwo pamunoona zvinhu zvose izvi muzive kuti nguva yangu yava pedyo, yava pamusiwo.” (Mateo 24:32–33)
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy