Kana munhu wose angozvarwa, anofanira kutarisana nerufu uye ozopiwa upenyu mushure mezuva iroro.
Mwari anotonga avo vachatambura mugehena uye avo vachagamuchira kubwinya kudenga, zvichibva pakuti panyika pano vairarama maererano nokuda kwaMwari here kana kuti kwete.
Bhaibheri, kubva kuna Genesisi kusvikira kuna Zvakazarurwa, rinopupurira pamusoro paMwari Mai, uyewo muBhaibheri rekutanga rechiHebheru, makanyorwa kuti “VaMwari [Erohimu].” Nokudaro, vachitevera dzidziso dzose dzeBhaibheri uye kuda kwaMwari, vatendi veKereke yaMwari vanotenda muna Mwari Erohimu.
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwechete uye shure kwaizvozvo agotongwa, . . .
VaHebheru 9:27
“Havasi vose vanoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe’ vachapinda muushe hwokudenga, asi uyo chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.”
Mateo 7:21
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy