Kana muviri wedu ukarasikirwa ne1-2% yemvura, zvinokwanisa kukonzeresa nyota huru.
Kana muviri wedu ukarasikirwa ne12% yemvura, zvinokwanisa kusvitsa pakufa.
Uyu mumvuri wezviri munyika yepamweya, zvinoratidza kuti mvura yeupenyu yakakosha pakumutsiridza mweya yedu.
Mweya noMwenga chete—Kristu Ahnsahnghong naMai vekudenga Jerusarema Idzva—ndivo vanokwanisa kupa mvura youpenyu inomutsiridza vanhu.
Ndivo vanodurura Mweya Mutsvene wePendekosti, sezvakaprofitwa nemuprofita Zekaria naEzekieri muTestamente Yakare uye nevaapostora Johani naPauro muTestamende Itsva.
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi.
Zvakazarurwa 22:17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy