Kuitira kuti tigamuchire ropafadzo yeuprista hweumambo kudenga sezvatakavimbiswa naMwari, tinofanira kutsungirira kusvikira kumagumo tine mwoyo murefu zvisinei nechimiro chipi zvacho, sezvatinofanira kumirira kwemakore akati wandei kuti muti uite zvibereko mushure mekuudyara.
Sezvo Mwari akatidzidzisa kuti tidzidze zvidzidzo kubva pane zvakaitika kuna Esau, Jobho, Mozisi, naAroni, vatendi veKereke yaMwari vanochengeta kutenda kwavo nekuvonga uye mwoyo murefu mukuteerera mashoko aMwari.
“Batisisai chete icho chamunacho kusvikira ndauya. Kuno uya anokunda uye achiita kuda kwangu kusvikira pakuguma, ndichamupa simba pamusoro pendudzi” Zvakazarurwa 2:25-26
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy