Kufanana nevanhu vese pasi pano vane mabasa avo, vana vaMwari vakaberekwa munguva yaMweya Mutsvene vanopiwa basa revashumiri vesungano itsva, varedzi vavanhu, nharirire, uye zvapupu zvaMwari.
Mwari anotendera basa rinokosha kuvanhu vaanovimba navo uye vaanoona sevakarurama.
Basa iri ndere kupupura pamusoro paMwari akauya panyika akafuka nyama sezvakaita Apostora Pauro.
Sezvapupu zvaMwari, vatendi veKereke yaMwari vanopupura nemwoyo yavo yose pamusoro paKristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya seVaponesi munguva yaMweya Mutsvene kuti vafambe mugwara rekutenda pasina kuzvidemba.
“Asi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamusoro penyu; uye muchava zvapupu zvangu muJerusarema, nomuJudhea mose, nomuSamaria, kusvikira kumigumo yenyika.”
Mabasa 1:8
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy