Sungano itsva ndiyo inoita kuti vanhu
vakasikwa naMwari, vawedzere kukosha.
Chokwadi chesungano itsva ipfuma
yokudenga iyo kunyange ngirozi dziri
kudenga dzinoshuva kutarisa mairi.
Mwari akapa chokwadi ichi kuvanhu
vekudenga chete vanogona kudya nhaka
yeumambo hwekudenga.
Avo vane nyama neropa raMwari
kubudikidza nekudya chingwa
nekunwa waini zvePasika, izvo
Mwari akati Zvakaitwa muna Mwari,
vanogona kuva vana vaMwari.
Vanokwanisa kugamuchira kuregererwa
kwezvivi nemaropafadzo eupenyu
husingaperi muZioni umo Kristu
Ahnsahnghong naMwari Mai vanogara.
“Nguva inouya,” ndizvo zvinotaura
Jehovha, “yandichaita sungano itsva
neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha. . .
“Ndichaisa murayiro wangu
mundangariro dzavo uye ndigounyora
mumwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo,
uye ivo vachava vanhu vangu.”
Jeremia 31:31–33
Naizvozvo Jesu akati kwavari,
“Zvechokwadi chaizvo, . . . Anodya
nyama yangu nokunwa ropa rangu
ano upenyu husingaperi uye
ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira.”
Johane 6:53–54
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy