Uchenjeri hwokuziva Mwari akauya pasi pano
akafuka nyama huri muBhaibheri.
Naizvozvo, kune avo vanobvunza kuti, “Nei
Baba Ahnsahnghong vari Mwari, Kristu
akauya kechipiri?” tinofanira kuratidza chitupa
chaMwari, Bhaibheri.
Jesu akapa upenyu husingaperi kune vaya
vanodya chingwa nokunwa waini paPasika.
Zvisinei, hapana akaichengeta kwemakore
angangoita 1,600 mushure mekuputswa kwePasika
muna AD 325 paMusangano weNicaea.
Munguva yaMweya Mutsvene, Kristu
Ahnsahnghong akapa upenyu husingaperi
kubudikidza nePasika muKereke yaMwari.
Nokudaro, ndiMwari akamedza rufu
nokusingaperi newaini yakare.
“Munoshingaira kunzvera magwaro nokuti
munofunga kuti maari mune upenyu
husingaperi. Magwaro iwaya anopupura
pamusoro pangu, . . .”
Johani 5:39
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy