Mwari anoona magumo kubva pakutanga uye anotungamirira vanhu kunzira yeruponeso. Kufanana naJoshua naKarebhu vakaponeswa nokuteerera Mwari, anoona ramangwana, nokutenda mumashoko ake,
nhasi unowo, Mwari anoponesa vanoteerera shoko rake, kwete pfungwa dzavo pachavo.
Jesu akaita basa roruponeso, achifanozivisa kuti Petro aizomuramba katatu uye kuti Judhasi Iskarioti aizomutengesa. Saizvozvo, Kristu Ahnsahnghong akafanozivisa pachine nguva kuti aizokwira kudenga mushure mekunge apedza basa rake, uye akatidzidzisa kuti tinofanira kutevera Mwari Mai kuti tiponeswe.
“Ndinozivisa magumo kubva pakutanga, kubva panguva yekare kare, izvo zvichiri kuuya. Ndinoti: Zvandakaronga zvichaitika, uye ndichaita zvose zvandinoda.”
Isaya 46:10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy