Adhamu naEvha vakateerera mashoko aSatani, vakadya muchero wakarambidzwa, uye vakadzingwa muBindu reEdheni. Mambo Sauro akatevera kuda kwevanhu, achiona shoko raMwari sechinhu chidiki, uye akadzingwa pachigaro. Saizvozvowo, munguva ino, Mweya Mutsvene unongopiwa kune avo chete vanoteerera shoko raMwari.
Kana tikateerera shoko raMwari, Mweya Mutsvene anesu nguva dzose, uye tinorarama upenyu hwakaropafadzwa.
Sezvo vanhu vese vasina kukwanira, tinofanira kutevera nzira yaMwari yakakwanira kubudikidza nekuteerera kusvika kumagumo kuti tirarame upenyu hwekukunda uye tozadzwa neMweya Mutsvene kufanana nemadzibaba edu ekutenda.
“Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi, uyewo noMweya Mutsvene wakapiwa naMwari kuna avo vanomuteerera.”
Mabasa 5:32
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy