Kubudikidza nechimiro chemhuri yepanyika, Mwari anotizivisa chokwadi chacho—mhuri yekudenga.
Mwari akasika zvisikwa zvakawanda kuti zvigamuchire upenyu kubudikidza nanamai vazvo. Uku kwaiva kuti atiratidze kuti upenyu husingaperi hunobvawo kuna Mwari Mai.
Chikonzero chakaita kuti Jesu atsinhidzire rudo uye auye pasi pano kuzotsvaka vakarasika ndechokuti tiri nhengo dzemhuri yekudenga. Ichi ndicho zvakare chikonzero, muupenyu hwedu hwekutenda, tichidaidzana kuti mukoma nekuti hanzvadzi.
Kubva kuna Genesisi kusvika kuna Zvakazarurwa, Mwari Erohimu akapupurwa kasingaverengeki. Muna Mwari Erohimu chete—Mwari Baba naMwari Mai, ndimo munokwanira mhuri yekudenga.
Vaishumira panzvimbo tsvene inova mufananidzo nomumvuri wezviri kudenga. Nokuda kweizvi Mozisi akayambirwa paakanga ava kuvaka tabhenakeri: “Uve nechokwadi kuti waita zvose maererano nomufananidzo wawakaratidzwa mugomo.”
VaHebheru 8:5
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy