MuVhangeri raJohani, Mwari akatipa dzidziso, “Ndinokupai murayiro mutsva wokuti: Dananai.” Mubhuku ra1 Johani, makanyorwa kuti, “Mwari rudo.” uye mubhuku ra1Vakorinde, makanyorwa kuti. “Zvitatu izvi ndizvo zvinogara, zvinoti kutenda, tariro norudo. Asi chikuru pakati peizvi ndirwo rudo.” Naizvozvo, kuzadziswa kwemurayiro wese ndirwo rudo.
Mashoko aMwari Mai, "Gwara revhangeri rinofanira kuva iro pasina munhu anosurukirwa," akakurudzira vatendi veKereke yaMwari pasi rose kuti vaise muzviito kushandirana nekudanana, achiva simba rakavanzika rinosunda nhoroondo yemakore 60 eKereke yaMwari kusvika nhasi uno.
Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
1 Johani 4:7–8
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy