Sezvo panyika pano pane mhuri yepanyama, kudenga kunewo mhuri yekudenga.
Nyama neropa raMwari zvinovimbiswa muPasika yesungano itsva.
Kubudikidza nePasika iyi, vatendi veKereke yaMwari
vakava vanakomana nevanasikana vaMwari Baba naMwari Mai,
uye vakava mhuri yekudenga.
Vatendi vechokwadi vemhuri yekudenga vanoriritirana uye
vanobatana mumwe nomumwe kuti parege
kuva nomunhu anosurukirwa.
Zvakare, vanofamba gwara rinoenda kuumambo hwekudenga pamwechete,
nekusimbiswa neshoko raMwari.
Vaishumira panzvimbo tsvene
inova mufananidzo nomumvuri wezviri kudenga. . . .
VaHebheru 8:5
Nguva yeArtificial Intelligence (AI) yava kusvika.
Zvisinei, Mwari havana kuronzesa vhangeri
kune artificial intelligence kuitira kuti
ape maropafadzo kuvana vake.
Mwari akapeputsa vana vake kuti vatsvage vatendi
vemhuri yekudenga vakarasika nokukurumidza uye vagopinda
muumambo hwekudenga hunobwinya pamwechete.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy