Vatendi veKereke yekutanga vaiona kuparidza mukutambudzwa
somufaro. Sekuona kwavakaita rudo uye kuzvipira kwaKristu,
akayananisira zvivi zvevanhu,
isu tinofanirwa kukwanisa kuvonga pamatambudziko emuhupenyu hwedu hwekutenda.
Christ Ahnsahnghong naMai vokuDenga vakauya kuzoponesa vatadzi kubva murufu.
Vatsvene veKereke yaMwari vanoparidza vhangeri nomwoyo wose, nekufunga kwavo kwose,
vane tariro yekuti vanhu vazive nyasha dzaMwari
uye vasvike pakutendeuka kuzere.
Asi farai kuti munogovana naKristu mumatambudziko, kuitira kuti mufare kwazvo pakuonekwa kwokubwinya kwake. 1 Petro 4:13
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy