Kuburikidza nechimiro chemhuri yapasi, Mwari akatizivisa kuti kune mhuri yokudenga. Kufanana nevana vepanyika vanogara nhaka yenyama neropa zvavabereki vavo, vana vokudenga vanofanira kugamuchira nyama neropa zvaMwari Baba naMwari Mai kuburikidza nechingwa newaini zvePasika. Vanhu vakadaro chete ndivo vanogona kudana Mwari kuti “Baba” na“Mai” savana vokudenga.
Nhasi, vatendi VeKereke yaMwari vanorumbidzwa nokuda kwemabasa avo akanaka pasi rose nokuti vanoda vanhu vose nerudo uye kuzvipira kwavakadzidza kuna Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai, uye nokuti kubwinya kwaJerusarema kwazadza nyika yose sezvakaprofitwa neBhaibheri.
Ndakagadza nharirire pamasvingo ako, iwe Jerusarema; havangambonyarari masikati kana usiku. Imi munodana kuna Jehovha, musazorora, uye musamupa zororo kusvikira asimbisa Jerusarema, uye ariita rumbidzo yenyika. Isaya 62:6–7
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy