Sekutsungirira kwakaita Jesu uye akakunda kushorwa, nekuzvidzwa nevanhu, uye kurambwa nevadzidzi vake, uye kutambudzika pamuchinjikwa kuitira vana vake vose vaanoda, nesuwo, tinofanira kutakura muchinjikwa wedu uye totevera gwara raJesu.
Kubudikidza neMutambo weChingwa Chisina Mbiriso, tinofanira kurangarira kutambudzika kwaJesu Kristu uye tofunga nezvekutambudzika kwaKristu Ahnsahnghong akauya kechipiri. Kana tikatevera Kristu mugwara rake, tichivonga panguva dzose, Mwari anoshandura Gungwa Dzvuku kuriita mudziyo wenyasha.
“Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, ‘Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere. Nokuti ani naani anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu achahuwana.’ ” Mateo 16:24–25
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy