Mhemberero dzechitendero dzeKereke yeKatorike nedzimwe kereke dzine mazai akabikwa netsuro hadzina kubva muBhaibheri. Dzakabva pakunamatwa kwechimwarikadzi Isita. Kana vanhu vaMwari vakabatana mukunamata Isita, njodzi dzichavawira.
Kereke yaMwari Nzanga YeVhangeri YePasi Rose inochengeta Zuva reKumuka Kuvakafa sezvinotaurwa neBhaibheri nekumedura chingwa sezvakangoita Jesu nevadzidzi vake makore 2,000 apfuura.
Akati agara navo patafura, akatora chingwa, akavonga, akachimedura akatanga kuvapa. Ipapo meso avo akasvinudzwa vakamuziva, akabva anyangarika pamberi pavo. Ruka 24:30–31
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy