Vanhu vese vepanyika vakakandwa pasi kubva kudenga nekuda kwekuita chivi chakakomba chinoendesa kurufu. Nokudaro, tinofanira kugara tichiyeuka kuti tiri vatadzi, tirege kuzvikudza, toramba kutevedzera nyika ino yakaipa, uye tirarame upenyu hwekutendeuka kuti tiponeswe mukutongwa kuchauya mushure mekufa kwedu panyama.
Avo vakatendeuka zvechokwadi vanozvipirawo kutungamirira vamwe kukutendeuka. Sekunge mai vechokwadi namai venhema vakaratidzwa kuburikidza nezviito zvavo mukutonga kwaSoromoni, avo vakasvika pakutendeuka kunotungamirira kuruponeso vanozivisawo mwoyo yavo kuburikidza nezviito zvavo.
Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi kuti vatendeuke.” Ruka 5:32
Ndinokuudzai kuti kwete! Asi kana musingatendeuki, nemiwo mose muchaparara.” Ruka 13:5
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy