Kunyange zvazvo zvichipupurirwa muBhaibheri rose, vamwe vanhu vanokundikana Kutenda muna Mwari Baba naMwari Mai, uye kunyange zvazvo vachidana Mwari kuti “Baba,” havachengeti Pasika yesungano itsva, inova nzira yokugara nhaka nyama neropa raMwari. Vanhu vakadaro vanozopedzisira vaparadzaniswa naMwari.
Mwari akati, “Ndichava Baba venyu, uye imi muchava vana vangu,” uye kubudikidza nemazita emhuri aya, akativhenekera kuti vanhu imhuri yekudenga yepamweya. Naizvozvo, vatendi veKereke yaMwari, semhuri yekudenga, vanotenda muna Mwari Baba naMwari Mai, uye vanofamba mugwara rekutenda, muchidanana semadzikoma nehanzvadzi.
“ ‘Saka budai, “. . . ndigokugamuchirai.’ ”
“ ‘Ndichava baba venyu, uye imi
muchava vanakomana vangu
navanasikana vangu,’ ndizvo
zvinotaura Ishe Wamasimba Ose.”
2 VaKorinde 6:17–18
“Asi Jerusarema riri kumusoro
rakasununguka, uye ndivo mai vedu.”
VaGaratia 4:26
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy