Munguva yeTestamende Yakare, Nzvimbo Tsvene-tsvene umo Areka yeSungano yaive yakanga ine hurefu, hupamhi, nekukwira mudenga kwakafanana.
Guta Dzvene Jerusarema riri kudenga rakafara uye rakareba sekukwirira kwarakaita rinomiririra Mwenga, Mwari Mai. Ndivo tsime remvura youpenyu uye chokwadi cheNzvimbo Tsvene-tsvene.
Sezvo Mwari akasika denga nenyika nezvose zviri mairi neshoko rake pakutanga, tinofanira kutenda kuti mashoko okuti, “Gamuchirai Mweya Mutsvene,” anopiwa paZuva Rokupedzisira roMutambo waMatumba ane simbawo.
Kana tichiparidza vhangeri nokutenda uku, basa roMweya Mutsvene wemvura yokupedzisira rine simba guru kudarika basa roMweya Mutsvene rakaitwa muKereke yeKutanga richaitika.
Mumwe wavatumwa vanomwe akanga ane ndiro nomwe dzizere namatambudziko manomwe okupedzisira akauya kwandiri akati, “Uya, ndizokuratidza mwenga, mukadzi weGwayana.”...akandiratidza Guta Dzvene, Jerusarema, richiburuka richibva kuna Mwari....uye rakapamhama nokureba sourefu hwaro.
Zvakazarurwa 21:9–16
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy