Kereke yakavambwa naMwari pachake neropa rake (ropa rinokosha rechokwadi rePasika yesungano itsva), kereke inochengeta zuva rechinomwe, zuva reSabata (Mugovera) riri dzvene sezvakaita Jesu nevadzidzi vake, uye kereke inobhabhatidza vanhu muzita raBaba, neroMwanakomana, neroMweya Mutsvene kuitira kuregererwa kwezvivi, ndiyo Kereke yaMwari umo Mwari anesu, uye anotipa ruponeso sekupupura kunoita Bhaibheri.
Vanhu vachaponeswa vane sungano itsva yakaita sezuva reSabata raMwari nePasika mumwoyo yavo. Vachaziva nekugamuchira Kristu Ahnsahnghong naMwari Amai, vanova Mweya neMwenga, voita basa ravo sevana vekudenga rinova kudzidzisa nyika zvakaipa nezvakarurama.
Pauro, akadanwa nokuda kwaMwari, kuti ave mupostori waKristu Jesu, naSositeni hama yedu, kukereke yaMwari iri muKorinde,...
1 VaKorinte 1:1–2
Naizvozvo vanhu vangu vachaziva zita rangu; naizvozvo pazuva iro vachaziva kuti ndini ndakazvitaura. Hongu, ndini iye.” [N]dizvo zvinotaura Ishe.
Isaya 52:5–6
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy