Mwari anotungamira nyika yekutenda, uko pasina chinhu chisingagoneki uye zvese zvinozadziswa sekuronga kwaanenge aita.
Mwari akapatsanura Gungwa Dzvuku netsvimbo, akakunda varwi 135, 000 nevarume 300 vaGidheoni, uye akapa vaIsraeri zvokudya kwemakore 40 pavaiva murenje. Zvishamiso zvose izvi zvakaitwa naMwari munyika yekutenda izvo zvaisambogona kuitwa munyika ine madhaimenisheni matatu.
Nyika yepanyama nenyika yekutenda zvakasiyana segiravhiti yepaearth neyepamwedzi. Kana tikaziva izvi uye tova nokutenda kwakasimba muna Mwari uyo anogona kuita zvose, basa roruponeso rwepasi rose, rinotungamirirwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, richazadziswa.
Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”
Mateo 19:26
“Ndinoziva kuti munogona kuita zvinhu zvose; hapana urongwa hwenyu hungakoneswa. Mabvunza kuti, ‘Ndianiko uyu anodzikatira zano rangu iye asina zivo?’ . . .”
Jobho 42:2–3
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy