Vatsvene veKereke yekutanga vakaita saJohani, Petro, naPauro, vakatenda zvizere kuti Mwari akauya akafuka nyama ane zita rekuti “Jesu”. Nokuda kwaizvozvo, vakagamuchira maropafadzo eruponeso.
Sekugamuchira kwakaita Petro makiyi eumambo hwekudenga munguva yeKereke yekutanga, Kereke yaMwari ine kutenda kumwe chete ikoko, nekutenda muna Mwari Baba Ahnsahnghong naMwari Mai saMweya noMwenga vakauya panyika vakafuka nyama munguva yaMweya Mutsvene.
“ ‘Ko, imi munoti ndini ani?’ Simoni Petro akapindura akati, ‘Ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari mupenyu.’ ” Mateo 16:15–16
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy