Mwari paakasarudza varwi vaGidheoni, akaramba vaiva neutera.
Aigara achikomekedza varwi vaJoshua kuti vasatya.
Kubudikidza neizvi, tinogona kuona kuti chinhu chakanyanya
kukosha ndiko kutenda muzvipikirwa zvaMwari nekufambira mberi noushingi.
SevaIsraeri vakanga vasingatendi zvipikirwa zvaMwari,
vakaparadzira shoko rakaipa, uye vakanyunyuta pamusoro peKenani,
kana tikazengurira nokuda kwokutya vanhu nenharaunda,
hatizombokwanisi kupinda muumambo hwekudenga, Kenani yepamweya.
Patinoshingaira kuparidza vhangeri reumambo hwekudenga,
tichitenda muchipikirwa icho Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai
vakatipa kuti vatiropafadze, basa rinoshamisa
revhangeri richashamisa pasi rose richaitika.
“Bhuku iri romurayiro harifaniri kubva pamuromo wako; fungisisa pamusoro paro usiku namasikati, kuti uchenjerere kuita zvose zvakanyorwa mariri uye ipapo uchabudirira kwazvo. Handina kukurayira here? Simba utsunge mwoyo. Usavhunduka; usaora mwoyo, nokuti Jehovha Mwari wako achava newe kwose kwaunoenda.”
Joshua 1:8–9
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy