Nyasha dzeMweya Mutsvene dzinowanda
pese panoiswa shoko raMwari muzviito.
Zvisinei, nyasha dzinozopedzisira dzaora
apo shoko raMwari risingaiswe muzviito.
Gungwa reGarirea rakava gungwa
roupenyu nokugamuchira mvura
nokuirega ichiyerera.
Gungwa Rakafa rakava gungwa rerufu
nokuti rinongogamuchira mvura chete
uye rongoichengeta mariri.
Munguva yeMweya Mutsvene, nyasha
dzaMwari dzinofashukira muKereke
yaMwari nokuti vatendi vemo
vanoparidza vhangeri neMweya
Mutsvene wakapiwa naKristu
Ahnsahnghong naMwari Mai.
Zvinobatsirei, hama dzangu, kana munhu
achiti ano kutenda asi asina mabasa?
Kutenda kwakadaro kungamuponesa
here?...kutenda kwoga, kana kusina basa,
kwakafa.
Jakobho 2:14–17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy