Noa paakavaka areka, Mozisi paakapatsanura Gungwa Dzvuku, apo Gidheoni akarwa navaMidhiani, uye Josefa paakava mutungamiriri weIjipiti, vose vakasangana nokutambudzika.
Zvisinei, kuita kwakanaka kunoshamisa kwaMwari kwaiva kwakavanzwa imomo kuti ape maropafadzo mazhinji kune avo vanoteerera shoko raMwari.
Munguva ino, Mweya Mutsvene Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai, Mwenga, vakauya pasi pano, uye vatendi veKereke yaMwari vakatungamirirwa kuZioni vari kuenda kunoparidza vhangeri kune pasi rose; kwese uku ndiko kuita kwakanka kwaMwari kuitira ruponeso rwevanhu munguva yaMweya Mutsvene.
Uye zvino, musatambudzika uye musazvitsamwira nokuda kwokuti makanditengesa kuno, . . . Asi Mwari akandituma mberi kwenyu kuti ndikuchengeterei vanosara panyika uye kuti ndiponese upenyu hwenyu nokusunungurwa kukuru. “Saka zvino, hamusimi makandituma kuno, asi Mwari. . . .”
Genesisi 45:5–8
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy