Jesu akati akauya panyika pano kuzotsvaka nokuponesa vatadzi.
Vanhu, vakatadza kudenga uye vakauya pasi pano, vanofanira kusvika pakutendeuka kwakakwana mukati meVhiki reKunyengetera kubva paMutambo weHwamanda kusvika paZuva Rokuyananisira uye kugamuchira rudo rwekuzivisa pasi rose chokwadi chesungano itsva yakagadzwa naMwari.
Sungano itsva ine kuzvipira kwaBaba Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
Nekuda kwekutsungirira marwadzo emuchinjikwa kwavo muchinyararire uye kuzvipira kurufu kuitira ruponeso rwevana vavo, gwara rekudzokera kuumambo hwekudenga, kureva, suwo reumambo hwekudenga, rakavhurirwa vanhu nhasi.
Jesu akavapindura akati, “Vasingarwari havatsvaki chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi kuti vatendeuke.”
Ruka 5:31–32
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy