Kufanana nevatsvene veKereke yekutanga vakabata tariro yekumuka kubva kuvafi kubudikidza nekumuka kubva kuvafi kwaJesu Kristu uye vasingatyi kuomerwa, kutambudzwa, kana zvimiro zvakaoma zvenyika ino, ndizvo zvinoitawo vatsvene veKereke yaMwari. Havararamiri zvinoonekwa nemeso kana kuti zvenguva pfupi, asi vanorarama vaine tariro yokumuka kubva kuvafi kuti vararame mumiviri yepamweya munyika yepamweya.
Mushure mekunge Jesu amuka kubva kuvafi, akangoerekana anyangarika paaikurukura nevadzidzi vake, akaerekana azviratidza muimba yakakiiwa, uye akaratidza kukwira kwake kudenga pamberi pavo. Izvi zvinoratidza kuti nesuwo tichava saJesu mumangwanani ekumuka kubva kuvafi.
Kunewo miviri yokudenga, nemiviri yenyika; asi kubwinya kwemiviri yokudenga ndokumwe kubwinya, kwemiviri yapanyika ndokumwe. . . . Kana kune muviri wenyama, kune muviri womweyawo.
1 VaKorined 15:40–44
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy