PaZuva Rokuyananisira, apo vanhu vanotendeuka pamberi paMwari kubva kuzvivi zvavo zvose zvavakaita kudenga nepasi pano mukuziva nomukusaziva, vacharegererwa zvivi zvavo kubudikidza nenyasha dzaMwari uye vopiwa mukana wokudzokera kuumambo hwekudenga.
Sokuuya kwakaita Jesu pasi rino uye akati, “Tendeukai, nokuti umambo hwokudenga hwaswedera pedyo,” Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vari kuudzawo vanhu kuti vave nekutendeuka kwakakwana, vopukunyuka njodzi, uye voponeswa.
Jesu akavapindura akati, “Vasingarwari havatsvaki chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi kuti vatendeuke.”
Ruka 5:31–32
Zvirokwazvo ruoko rwaJehovha haruna kupfupika kuti rukonewe kuponesa, uye nzeve yake haina kudzivira kuti irege kunzwa. Asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu; zvivi zvenyu zvakavanza chiso chake kwamuri kuti arege kunzwa.
Isaya 59:1–2
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy