Mutambo weHwamanda nemazuva gumi ekunyengetera, zvinochengetwa neKereke yaMwari, inguva dzekupupura nekutendeuka kubva kuzvivi zvedu zvose zvatakaita mugore rapfuura. Naizvozvo, vanhu vaMwari vanofanira kuita gadziriro dzeZuva Rokuyananisira nekutendeuka zvizere kubudikidza nekunyengetera.
Apo mweya unomira kunyengetera, kunova kufema, mweya uyu unotambudzika zvikuru. Jesu, akauya makore 2,000 apfuura, naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, vakauya Munguva yaMweya Mutsvene, vakatidzidzisa nezvesimba rekunyengetera nekutaura kuti, “Kumbirai, tsvakai, uye gogodzai,” uye vakaita muenzaniso wekufamba gwara revhangeri nekunyengetera.
“ ‘Kumbirai mugopiwa, tsvakai mugowana, gogodzai mugozarurirwa. Nokuti munhu wose
anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo . . .
Baba venyu vari kudenga vachapa zvipo zvakanaka sei kuna avo vanokumbira!’ ”
Mateo 7:7–11
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy