Tinokwanisa kuona kuti kutenda kwedu kwakanaka zvakadii nekuteerera shoko raMwari. Kuteerera nekutenda kwedu zvinofanira kunge zvakadzika zvichienderena nekuwanda kwemakore atava nawo tiri muchokwadi yatararama muchokwadi. Zvisinei, kana tikaita sekuda kwedu saMambo Sauro, Mwari anotora nyasha dzose dzaakatipa.
Kristu Ahnsahnghong, uyo akauya seMuponesi munguva yaMweya Mutsvene, akafanoona zvose kubva pakutanga kusvika kumagumo enguva uye akaita basa reruponeso kuitira vanhu vose.
Naizvozvo, vatendi veKereke yaMwari vanotenda mashoko ake uye vanoteerera muzvimiro zvose sezvakaita Abhurahama naGidheoni.
“Kuteerera kunokunda chibayiro, uye kuteerera kunokunda mafuta amakondobwe. Nokuti kumukira kwakafanana nechivi chokuvuka, uye kusindimara kwakafanana nechivi chokunamata zvifananidzo. Nemhaka yokuti wakaramba shoko raJehovha, naiye akuramba kuti usaramba uri mambo.”
1 Samueri 15:22–23
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy