Esau akazvidza udangwe hwake; muranda akaipa akacherera muvhu tarenda rake rimwechete; uye vasikana vashanu mapenzi havana kugara vagadzirira mafuta. Patinova neuchenjeri hwekuita sarudzo dzepamweya dzakatsamira pakutenda mune chimiro chipi zvacho, ndipo chete patisingazorasikirwi nenhaka yedenga yokusingaperi iyo Mwari achapa kwatiri.
Kufanana nevasikana vashanu vakachenjera, vatendi vekereke yaMwari vanotenda kuti kukunda matambudziko ose avanotarisana navo kubudikidza neshoko raMwari uye nekutenda, kugamuchira Kristu Anouya Kechipiri Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya muNguva yaMweya Mutsvene, ndidzo nzira dzekugadzirira umambo hwekudenga.
Nokuti hama dzangu, handidi kuti murege kuziva kuti . . . Mwari haana kufadzwa navazhinji vavo; mitumbi yavo yakaparadzirwa murenje. Zvino, zvinhu izvi zvakanga zviri semienzaniso kwatiri, kuti tirege kuisa mwoyo yedu pazvinhu zvakaipa sezvavakaita.
1 VaKorinde 10:1–6
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy