Vasingazive chinangwa cheupenyu, vanhu vari kungodzungaira, vachisungwa nemabasa avo uye vari kutarisana nerufu. Zvisinei, pane chimwe chinhu chakakosha chakavanzika muupenyu hwedu.
Bhaibheri rinodzidzisa kuti rufu zvinoreva "kudzokera" kudenga uye vanhu vaiva kudenga Mwari asati asika nyika. Kana tikachengeta Pasika, iyo Mweya neMwenga—Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai—vakatipa, tinogona kudzokera kumusha wedu wekudenga, kudenga.
Vanhu ava vose vakanga vachirarama nokutenda kusvikira panguva yokufa. Havana kuwana zvinhu zvavakavimbiswa; vakangozviona chete vakazvigamuchira zviri kure. Uye vakabvuma kuti ivo vakanga vari vaeni navatorwa panyika. VaHebheru 11:13
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy