Kuti tichengete shoko raMwari rekuti, “Ivai zvapupu zvinozivisa Muponesi,” tinofanira kuziva zita raJehovha munguva yaBaba, zita raJesu munguva yaMwanakomana, uye zita idzva raJesu nezita reJerusarema Idzva munguva yaMweya Mutsvene.
Maererano nemashoko anoti, “Akaropafadzwa uyo anochengeta mashoko echiprofita,” vatendi veKereke yaMwari vanoparidza Mai vekudenga Jerusarema Idzva naKristu Ahnsahnghong—Mweya noMwenga—vakauya seVaponesi munguva yaMweya Mutsvene.
“Imi muri zvapupu zvangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nomuranda wangu wandakasarudza, . . .”
Isaya 43:10
“Asi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamusoro penyu; uye muchava zvapupu zvangu muJerusarema, nomuJudhea mose, nomuSamaria, kusvikira kumigumo yenyika.”
Mabasa 1:8
“Uyo anokunda . . . Ndichanyora paari . . . zita reguta raMwari wangu, Jerusarema idzva, riri kuburuka richibva kudenga kuna Mwari; uye ndichanyorawo paari zita rangu idzva.”
Zvakazarurwa 3:12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy