Sezvo vanhu vachiwana runyararo nerugare kubudikidza nemanzwi anamai vavo avakanzwa mudumbu, vana vaMwari vanowana rugare rwepamweya pavanonzwa inzwi raMwari Mai.
Makore angangoita 2,000 apfuura, Jesu ega akati, “Regai ani naani auye kwandiri uye azonwa mvura youpenyu,” asi munguva yaMweya Mutsvene, Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vanoshambadza inzwi reruponeso pamwechete.
Kristu Ahnsahnghong akati, “Joshua akatevera Mozisi, Erisha akatevera Eria, Petro akatevera Jesu, uye ini ndinotevera Mai.”
Izvi zvinodaro nekuti vanhu vanokwanisa kuponeswa kana vakanzwa inzwi raMwari Mai.
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi.
Zvakazarurwa 22:17
“Samai vanonyaradza mwana wavo, saizvozvo ndichakunyaradzai; uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.”
Isaya 66:13
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy