Mumazuva aitonga madzimambo, vaya vaityora murayiro wamambo vaitongerwa rufu nokuda kwokupandukira nyika. Saizvozvowo, zvinokosha kutevera dzidziso dzeBhaibheri—mirayiro yaMwari uyo anova Mambo wemadzimambo. Naizvozvo, Kereke yaMwari inochengeta sungano itsva yakanyorwa muBhaibheri yakaita sezuva reSabata nePasika.
Kufanana nevaprofita vazhinji vakaita saDhavhidhi naSoromoni vaida Mwari Jehovha chete munguva yaBaba, uye vatsvene nevaapostora veKereke yeKutanga vaida Jesu Kristu munguva yaMwanakomana, kuda Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai munguva yaMweya Mutsvene ndicho chakavanzika cheruponeso.
[U]yo achazoratidzwa naMwari panguva yake iye Mwari, iye oga Mutongi akaropafadzwa, Mambo wamadzimambo naIshe wamadzishe. . . .
1 Timoti 6:15
“Kusvikira zvino hamusati matombokumbira kana chinhu muzita rangu. Kumbirai uye muchapiwa, uye mufaro wenyu uchava wakazara.”
Johani 16:24
“Uyo anokunda . . . Ndichanyora paari zita raMwari wangu nezita reguta raMwari wangu, Jerusarema idzva, . . . uye ndichanyorawo paari zita rangu idzva.”
Zvakazarurwa 3:12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy